2 Chronicles 22:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akagara naʋo akaʋanzwa mumba maMŋari makore matanhatu; Ataria akaɓata ʋushe panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaramba akavanzwa navo patemberi yaMwari kwamakore matanhatu Ataria paaitonga nyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akava navo kwamakore matanhatu akahwanda mumba yaMwari, Atariya achitonga nyika iyi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akagara navo akavanzwa mumba maMwari makore matanhatu; Ataria vakabata ushe panyika.
Shona 2009?
Akagara navo akavanzwa mumba maMwari makore matanhatu; Ataria akabata ushe panyika.
Shona SUB 2002 Bible
Akagara navo akavanzwa mumba maMwari makore matanhatu; Ataria vakabata ushe panyika.