2 Chronicles 22:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akafamba ʋo seɀaʋakamuraira, akaenda naJehorami mŋanakomana waAhabi mambo waIsraeri, kundorwa naHazaeri mambo weSiria paRamoti‐gireadi; ʋaSiria ʋakakuʋadza Jehorami.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akateverazve kurayira kwavo paakaenda naJoramu mwanakomana waAhabhu mambo weIsraeri kuhondo vachirwisana naHazaeri mambo weAramu paRamoti Gireadhi. VaAramu vakakuvadza Joramu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatevedza mazano avo kusvikira pakutozoenda zvake naJehoramu mwanakomana waAhabhu mambo wokwaIsiraeri kundorwisa Hazaeri mambo weSiria kuRamoti rokuGireadhi. VaSiria vakakuvadza Joramu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akafambawo sezvavakamuraira, akaenda naJehoramu mwanakomana waAhabhi mambo waIsiraeri, kundorwa naHazaeri mambo weSiria paRamotigireadhi; vaSiria vakakuvadza Jehoramu.
Shona 2009?
Akafambawo sezvavakamuraira, akaenda naJehoramu mwanakomana waAhabhi mambo waIsiraeri, kundorwa naHazaeri mambo weSiria paRamotiGiriyadhi; vaSiria vakakuvadza Jehoramu.
Shona SUB 2002 Bible
Akafambawo sezvavakamuraira, akaenda naJehoramu mwanakomana waAhabhi mambo waIsiraeri, kundorwa naHazaeri mambo weSiria paRamoti-giriyadhi; VaSiria vakakuvadza Jehoramu.