2 Chronicles 23:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Ataria wakati acinzwa mhere‐mhere yaʋanhu ʋakaŋga ʋacimhanya nokurumbidza mambo, akapinda kuʋanhu mumba maJehova;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ataria paakanzwa ruzha rwavanhu vaimhanya vachipemberera mambo, akaenda kwavari patemberi yaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakanzwa Atariya zhowezhowe ravanhu vaimhanya vachirumbidza mambo akaenda kumba yaTenzi kuvanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Ataria vakati vachinzwa mhere-mhere yavanhu vakanga vachimhanya nokurumbidza mambo, vakapinda kuvanhu mumba maJehovha;
Shona 2009?
Zvino mambo Ataria vakati vachinzwa mhere-mhere yavanhu vakanga vachimhanya nokurumbidza mambo, vakapinda kuvanhu mumba maJehovha;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Ataria vakati vachinzwa mhere–mhere yavanhu vakanga vachimhanya nokurumbidza mambo, vakapinda kuvanhu mumba maJehovha;