2 Chronicles 23:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋanhu ʋose ʋenyika ʋakafara, guta rikanyarara; asi Ataria ʋakaŋga ʋamuʋuraya nomunondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vanhu vose vomunyika vakapembera. Uye guta rakava norunyararo nokuti Atoria akanga aurayiwa nomunondo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vose venyika iyi vakapembera kufara, muguta mukava norunyararo mushure mokunge Atariya aurayiwa nebakatwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vanhu vose venyika vakafara, guta rikanyarara; asi Ataria vakanga vamuuraya nomunondo.
Shona 2009?
Naizvozvo vanhu vose venyika vakafara, guta rikanyarara; asi Ataria vakanga vamuuraya nomunondo.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vanhu vose venyika vakafara, guta rikanyarara; asi Ataria vakanga vamuuraya nomunondo.