2 Chronicles 24:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro wakaʋatumira ʋaprofita kuzoʋadzosera ɀe kunaJehova; iʋo ʋakaʋapupurira, asi ʋakaramba kunzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvazvo Jehovha akatumira vaprofita kuvanhu kuti vavadzosere kwaari, uye kunyange vaipupura zvakaipa pamusoro pavo, havana kuteerera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akatuma vaporofita mukati mavo kuti vavadzorere kuna Tenzi, ivava ava vakavayambira asi havana kumboteerera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro akavatumira vaporofita kuzovadzoserazve kuna Jehovha; ivo vakavapupurira, asi vakaramba kunzwa.
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro akavatumira vaporofita kuzovadzoserazve kuna Jehovha; ivo vakavapupurira, asi vakaramba kunzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro akavatumira vaporofita kuzovadzoserazve kuna Jehovha; ivo vakavapupurira, asi vakaramba kunzwa.