2 Chronicles 24:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuɗaro mambo Joashi haana‐kuraŋgarira ɀakanaka ɀaakaŋga aitirwa naJehoyada ɓaɓa ʋake, asi wakaʋuraya mŋanakomana wake. Ɀino wakati acifa, akati: Jehova ŋgaatarire cinhu ici, acitsiʋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo Joashi haana kurangarira tsitsi dzaJehoyadha baba vaZekaria dzavakanga vamuratidza, asi akauraya mwanakomana wake, uye iye paakanga ava kufa akati, “Jehovha ngaazvione izvi uye aite kuti muzvidavirire.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Joashi haana kumborangarira mwoyochena waakaitirwa nababa vaZakaria vaJehoyadha asi kuti akatouraya mwanakomana wake iyeyu. Paakanga ava kufa akati, “Tenzi ngaakuonei awane zvaangaite nemi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokudaro mambo Joashi haana kurangarira zvakanaka zvaakanga aitirwa naJehoyadha baba vake, asi akauraya mwanakomana wake. Zvino wakati achifa, akati, “Jehovha ngaatarire chinhu ichi, achitsive.”
Shona 2009?
Nokudaro mambo Joashi haana kurangarira zvakanaka zvaakanga aitirwa naJehoyadha baba vake, asi akauraya mwanakomana wake. Zvino wakati achifa, akati, "Jehovha ngaatarire chinhu ichi, achitsive."
Shona SUB 2002 Bible
Nokudaro mambo Joashi haana kurangarira zvakanaka zvaakanga aitirwa naJehoyadha baba vake, asi akauraya mwanakomana wake. Zvino wakati achifa, akati, “Jehovha ngaatarire chinhu ichi, achitsive.”
Recommended Reading