2 Chronicles 24:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino gore rakati ropera, hondo yaʋaSiria ikaȿika kuzorwa naye; ʋakaȿika paJuda napaJerusarema ʋakaparadza macinda ose aʋanhu pakati paʋanhu, ʋakatuma ɀose ɀaʋakapamba kunamambo weDamasko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakupera kwegore hondo yeAramu yakauya kuzorwisa Joashi; yakapamba Judha neJerusarema uye ikauraya vatungamiri vose vavanhu. Vakatumira zvavakanga vapamba zvose kuna mambo wavo kuDhamasiko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti gore ropera hondo yavaSiria yakauya kuzorwisa Joashi. Yakauya kwaJudha nokuJerusaremu ikaparadza mukati mevanhu machinda ose avanhu ikatumira zvinhu zvayo zvose zvayakapamba kuna mambo weDhamasikusi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino gore rakati ropera, hondo yavaSiria ikasvika kuzorwa naye; vakasvika paJudha napaJerusaremu vakaparadza machinda ose avanhu pakati pavanhu, vakatuma zvose zvavakapamba kuna mambo weDhamasiko.
Shona 2009?
Zvino gore rakati ropera, hondo yavaSiria ikasvika kuzorwa naye; vakasvika paJudha napaJerusaremu vakaparadza machinda ose avanhu pakati pavanhu, vakatuma zvose zvavakapamba kuna mambo weDhamasiko.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino gore rakati ropera, hondo yaVaSiria ikasvika kuzorwa naye; vakasvika paJudha napaJerusaremu vakaparadza machinda ose avanhu pakati pavanhu, vakatuma zvose zvavakapamba kuna mambo weDhamasikosi.