2 Chronicles 24:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaraŋgana pamsoro pake ndiʋaʋa: Zabadi mŋanakomana waShimeati, mukadzi muAmoni, neJehozabadi mŋanakomana waShimriti mukadzi muMoabi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Avo vakarangana pamusoro pake vaiti Zabhadhi mwanakomana waShimeati, mudzimai wechiAmoni, naJehozabhadhi, mwanakomana waShimiriti muMoabhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vananyakumupandukira ava ndivanaZabhadhi mwanakomana wavaShimea mumwe mukadzi wechiAmoni naJehozabhadhi mwanakomanawo womumwe mukadziwo wechiMoabhu ainzi Shimuriti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakarangana pamusoro pake ndivava: Zabhadhi mwanakomana waShimeati, mukadzi muAmoni, neJehozabhadhi mwanakomana waShimiriti mukadzi muMoabhu.
Shona 2009?
Vakarangana pamusoro pake ndivava: Zabhadhi mwanakomana waShimeati, mukadzi muAmoni, naJehozabhadhi mwanakomana waShimiriti mukadzi muMoabhu.
Shona SUB 2002 Bible
Vakarangana pamusoro pake ndivava: Zabhadhi mwanakomana waShimiati, mukadzi muAmoni, neJehozabhadhi mwanakomana waShimiriti mukadzi muMoabhu.