2 Chronicles 24:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo akaɗana mukuru Jehoyada, akati kwaari: Makaregereiko kuraira ʋaRevi kundoʋuŋganidza mutero waMosesi muranda waJehova paJuda napaJerusarema napaʋuŋgano yaIsraeri, ɀiiswe patente recipupuriro?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo mambo akadaidza Jehoyadha muprista mukuru akati kwaari, “Sei usina kutuma vaRevhi kuti vauyise kubva kuJudha neJerusarema mutero wakarayirwa naMozisi muranda waJehovha neungano yeIsraeri weTende reChipupuriro?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akadaidza mukuru wacho Jehoyadha akamuti, “Ko makazoregereiko kuti vaRevhi vaunze maJudha umu nomuJerusaremu mutero womutendhe rechitenderano wakatemwa naMosesi muranda waTenzi negungano reIsiraeri?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo akadana mukuru Jehoyadha, akati kwaari, “Makaregereiko kuraira vaRevhi kundounganidza mutero waMosesi muranda waJehovha paJudha napaJerusaremu napaungano yaIsiraeri, zviiswe patende rechipupuriro?”
Shona 2009?
Zvino mambo akadana mukuru Jehoyadha, akati kwaari, "Makaregereiko kuraira vaRevhi kundounganidza mutero waMozisi muranda waJehovha paJudha napaJerusaremu napaungano yaIsiraeri, zviiswe patende rechipupuriro?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo akadana mukuru Jehoyadha, akati kwaari, “Makaregereiko kuraira vaRevhi kundounganidza mutero waMosesi muranda waJehovha paJudha napaJerusaremu napaungano yaIsiraeri, zviiswe patende rechipupuriro?”