2 Chronicles 24:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakatuma shoko pakati paJuda neJerusarema, kuti ʋanhu ʋaʋigire Jehova mutero wakarairwa ʋaIsraeri murenje naMosesi muranda waMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shoko rakatumwa muJudha neJerusarema kuti vaifanira kuuyisa kuna Jehovha mutero wakanga warayirwa naMozisi muranda waMwari kuti vaIsraeri vape murenje.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakaziviswa maJudha mose nomuJerusaremu kuti kuna Tenzi kuunzwe mutero wakatemerwa vaIsiraeri vachiri murenje naMosesi muranda waMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakatuma shoko pakati paJudha neJerusaremu, kuti vanhu vavigire Jehovha mutero wakarairwa vaIsiraeri murenje naMosesi muranda waMwari.
Shona 2009?
Zvino vakatuma shoko pakati paJudha neJerusaremu, kuti vanhu vavigire Jehovha mutero wakarairwa vaIsiraeri murenje naMozisi muranda waMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakatuma shoko pakati paJudha neJerusaremu, kuti vanhu vavigire Jehovha mutero wakarairwa VaIsiraeri murenje naMosesi muranda waMwari.