2 Chronicles 26:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋose ʋaJuda ʋakatora Uzia, wakaŋga anamakore anegumi namatanhatu, ʋakamuita mambo panɀimbo yaɓaɓa ʋake Amazia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vanhu vose veJudha vakatora Uzia akanga ane makore gumi namatanhatu, vakamuita mambo panzvimbo yababa vake Amazia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vose vokwaJudha vakatora Uziya akanga ava namakore gumi namatanhatu vakamugadza umambo panzvimbo pababa vake Amaziya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu vose vaJudha vakatora Uziya, akanga anamakore gumi namatanhatu, vakamuita mambo panzvimbo yababa vake Amazia.
Shona 2009?
Zvino vanhu vose vaJudha vakatora Uziya, akanga anamakore gumi namatanhatu, vakamuita mambo panzvimbo yababa vake Amazia.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu vose vaJudha vakatora Uziya, akanga ana makore gumi namatanhatu, vakamuita mambo panzvimbo yababa vake Amaziya.