2 Chronicles 26:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye ʋo Uzia wakaŋga anehondo yaʋarwi, ʋaindorwa ʋaciita mapoka, seɀaʋakaʋereŋgwa naJeieri munyori, naMaaseya murairi, ʋakatuŋgamirirwa naHanania mumŋe waʋakuru ʋamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uzia aiva navarwi vakadzidzira kwazvo kurwa, vakanga vakagadzirira kubuda vari mumapoka avo maererano nouwandu hwavo sokuunganidzwa kwavakanga vaitwa naJeyeri munyori naMaaseya mukuru akanga ari pasi paHanania mumwe wavakuru vamambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chimwewo ndechokuti Uziya uyu akanga aine hondo yevarwi vaigona kuenda kuhondo vari chikwata nechikwata sokuverengwa kwavakaitwa vachirongwa nasamunyori mukuru Jeieri nerimwe jinda rainzi Maaseya vachitungamirirwa naHananiya mumwe wevatungamiriri vokwamambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uyewo Uziya akanga ane hondo yavarwi, vaindorwa vachiita mapoka, sezvavakaverengwa naJeieri munyori, naMaaseya murairi, vakatungamirirwa naHanania mumwe wavakuru vamambo.
Shona 2009?
Uyewo Uziya akanga ane hondo yavarwi, vaindorwa vachiita mapoka, sezvavakaverengwa naJeieri munyori, naMaaseya murairi, vakatungamirirwa naHanania mumwe wavakuru vamambo.
Shona SUB 2002 Bible
Uyewo Uziya akanga ane hondo yavarwi, vaindorwa vachiita mapoka, sezvavakaverengwa naJeieri munyori, naMaaseya murairi, vakatungamirirwa naHanania mumwe wavakuru vamambo.