2 Chronicles 26:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akaʋaka Eroti, akaridzosera kunaJuda, mambo aʋata namadziɓaɓa ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiye akazovakazve Erati akaridzorera kuJudha mushure mokunge Amazia azorora namadzibaba ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavaka guta reEroti akaridzosera kune vokwaJudha mushure mokunge mambo aendawo kwakaenda vamwe madzitatuguru ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akavaka Eroti, akaridzosera kuna Judha, mambo avata namadzibaba ake.
Shona 2009?
lye akavaka Eroti, akaridzosera kuna Judha, mambo avata namadzibaba ake.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akavaka Eroti, akaridzosera kuna Judha, mambo avata namadzibaba ake.