2 Chronicles 26:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akashiŋgaira kutȿaka Mŋari namazuʋa aZekaria, wakaŋga anenjere pakuziʋa ɀaMŋari; ɀino pamazuʋa aakatȿaka Jehova, Mŋari wakamukundisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatsvaka Mwari pamazuva eZekaria, uyo aimurayira mukutya Mwari. Pose paaitsvaka Jehovha, Mwari akaita kuti abudirire.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaisa mwoyo mune zvokutsvaka Mwari mumazuva oupenyu hwavaZekariya vaimudzidzisa kutya Mwari achitsvaka Tenzi kudaro, Mwari akaita kuti abudirirewo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akashingaira kutsvaka Mwari namazuva aZekariya, akanga ane njere pakuziva zvaMwari; zvino pamazuva aakatsvaka Jehovha, Mwari akamukundisa.
Shona 2009?
Akashingaira kutsvaka Mwari namazuva aZekariya, akanga ane njere pakuziva zvaMwari; zvino pamazuva aakatsvaka Jehovha, Mwari akamukundisa.
Shona SUB 2002 Bible
Akashingaira kutsvaka Mwari namazuva aZekariya, akanga ane njere pakuziva zvaMwari; zvino pamazuva aakatsvaka Jehovha, Mwari akamukundisa.