2 Chronicles 26:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaAmoni ʋakaʋigira Uzia ɀipo; mbiri yake ikapararira kuȿikira paʋanopinda napo paEgipita; nokuti wakasimba kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaAmoni vakavigira Uzia mitero, uye mbiri yake yakandosvika kumucheto kweIjipiti nokuti akanga asimba kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaAmoni vaitera mutero kuna Uziya, mukurumbira wake ukasvika kumuganhu neIjipiti kwose nokuti akanga azova nemasimba kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaAmoni vakavigira Uziya zvipo; mbiri yake ikapararira kusvikira pavanopinda napo paIjipiti; nokuti akasimba kwazvo.
Shona 2009?
VaAmoni vakavigira Uziya zvipo; mbiri yake ikapararira kusvikira pavanopinda napo paIjipiti; nokuti akasimba kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
VaAmoni vakavigira Uziya zvipo; mbiri yake ikapararira kusvikira pavanopinda napo muIjipiti; nokuti akasimba kwazvo.