2 Chronicles 27:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ɀakarurama pamberi paJehova, akaita ɀose ɀakaitwa naɓaɓa ʋake Uzia; asi haana‐kupinda mutembere yaJehova. Ʋanhu ʋakaramba ʋaciita ɀakashata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaita zvakanaka pamberi paJehovha sezvakanga zvaitwa nababa vake Uzia, asi iye haana kuzopinda zvake mutemberi yaJehovha. Kunyange zvakadaro, vanhu vakaramba vachiita zvakaipa zvavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jotamu akaita zvakarurama zvinodiwa naTenzi sezvakaitwawo nababa vake Uziya, chete uyu haana kuzopindira mune zvomuTemberi yaTenzi. Asi vanhu vakanga vachiri kungoita zvakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaita zvakarurama pamberi paJehovha, akaita zvose zvakaitwa nababa vake Uziya; asi haana kupinda mutemberi yaJehovha. Vanhu vakaramba vachiita zvakashata.
Shona 2009?
Akaita zvakarurama pamberi paJehovha, akaita zvose zvakaitwa nababa vake Uziya; asi haana kupinda mutemberi yaJehovha. Vanhu vakaramba vachiita zvakashata.
Shona SUB 2002 Bible
Akaita zvakarurama pamberi paJehovha, akaita zvose zvakaitwa nababa vake Uziya; asi haana kupinda mutemberi yaJehovha. Vanhu vakaramba vachiita zvakashata.