2 Chronicles 27:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaʋaka ʋo maguta panyika yamakomo yaJuda, ʋuye akaʋaka nhare neshoŋgwe mumatondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavaka maguta muzvikomo zveJudhea, nenhare neshongwe mumatondo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavakawo maguta kunyika yokwaJudha yamakomo, mumasango akavaka maguta etsvingo nenharire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakavakawo maguta panyika yamakomo yaJudha, uye akavaka nhare neshongwe mumatondo.
Shona 2009?
Wakavakawo maguta panyika yamakomo yaJudha, uye akavaka nhare neshongwe mumatondo.
Shona SUB 2002 Bible
Wakavakawo maguta panyika yamakomo yaJudha, uye akavaka nhare neshongwe mumatondo.