2 Chronicles 27:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Jotami akasimba, nokuti wakagadzira nzira dzake pamberi paJehova Mŋari wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jotamu akava nesimba kwazvo nokuti aifamba akatendeka pamberi paJehovha Mwari wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo Jotamu akava namasimba pamusana pokuti akaruramisa makwara ake pana Tenzi, Mwari wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Jotamu akasimba, nokuti akagadzira nzira dzake pamberi paJehovha Mwari wake.
Shona 2009?
Naizvozvo Jotamu akasimba, nokuti akagadzira nzira dzake pamberi paJehovha Mwari wake.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Jotamu akasimba, nokuti akagadzira nzira dzake pamberi paJehovha Mwari wake.