2 Chronicles 27:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mamŋe maɓasa aJotami, nokurwa kwake kwose, netsika dzake, tarirai ɀakanyorwa mubuku yamadzimambo aIsraeri naaJuda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvimwe zvakaitwa mukutonga kwaJotamu pamwe chete nehondo dzake dzose dzaakarwa nezvimwe zvinhu zvaakaita, zvakanyorwa mubhuku ramadzimambo eIsraeri eJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzimwe nyaya dzezvaJotamu nehondo dzaakarwa namaitiro ake, zvakanyorwa muBhuku reMadzimambo okwaIsiraeri newokwaJudha. Akanga ava namakore makumi maviri namashanu paakatangisa kutonga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mamwe mabasa aJotamu, nokurwa kwake kwose netsika dzake, tarirai zvakanyorwa mubhuku yamadzimambo aIsiraeri naaJudha.
Shona 2009?
Zvino mamwe mabasa aJotamu, nokurwa kwake kose netsika dzake, tarirai zvakanyorwa mubhuku yamadzimambo aIsiraeri naaJudha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mamwe mabasa aJotamu, nokurwa kwake kwose netsika dzake, tarirai zvakanyorwa mubhuku yamadzimambo aIsiraeri naaJudha.