2 Chronicles 27:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jotami akaʋata namadziɓaɓa ake; ʋakamuʋiga muguta raDavidi; Ahazi mŋanakomana wake akamuteʋera paʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jotamu akazorora namadzibaba ake akavigwa muGuta raDhavhidhi. Uye Ahazi mwanakomana wake akamutevera paumambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jotamu akazovatawo oendawo kwakaenda vamwe, madzitateguru ake. Vakamuviga muguta raDhavhidhi. Mwanakomana wake, Ahazi ndiye akazotonga panzvimbo yake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jotamu akavata namadzibaba ake; vakamuviga muguta raDhavhidhi; Ahazi mwanakomana wake akamutevera paushe.
Shona 2009?
Jotamu akavata namadzibaba ake; vakamuviga muguta raDhavhidhi; Ahazi mwanakomana wake akamutevera paushe.
Shona SUB 2002 Bible
Jotamu akavata namadzibaba ake; vakamuviga muguta raDhavhidhi; Ahazi mwanakomana wake akamutevera paushe.