2 Chronicles 28:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino cindinzwai, mudzose ʋatapxa ʋamakatapa pakati pehama dzenyu; nokuti Jehova wakutsamŋirai kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino chiteererai kwandiri! Dzorerai kwakare hama dzenyu dzamatora savasungwa, nokuti kutsamwa kwaMwari kunotyisa kuri pamusoro penyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka chindinzwai mudzosere nhapwa idzi dzamatapa kuhama dzenyu nokuti Tenzi atokushatirirwai zvakanyanya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino chindinzwai, mudzose vatapwa vamakatapa pakati pehama dzenyu; nokuti Jehovha akutsamwirai kwazvo.”
Shona 2009?
Naizvozvo zvino chindinzwai, mudzose vatapwa vamakatapa pakati pehama dzenyu; nokuti Jehovha akutsamwirai kwazvo."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino chindinzwai, mudzose vatapwa vamakatapa pakati pehama dzenyu; nokuti Jehovha akutsamwirai kwazvo.”