2 Chronicles 28:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋamŋe ʋakuru ʋaʋana ʋaEfraimi, ʋaiti Azaria mŋanakomana waJohanani, naBerekia mŋanakomana waMeshiremoti, naJehizkia mŋanakomana waSharumi, naAmasa mŋanakomana waHadrai, ʋakadziʋisa aʋo ʋabva pakurwa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vamwe vatungamiri vemuEfuremu vaiti Azaria mwanakomana waJehohanani, Bherekia mwanakomana waMeshiremoti, Jehizikia mwanakomana waSharumi naAmasa mwanakomana waHadhirai, vakandotongesa avo vakanga vachisvika vachibva kuhondo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe vakuru vakuruwo vevanhu vokwaEfuremu vanoti Azariya mwanakomana waJohanani naBherekiya mwanakomana waMeshiremoti naJehizikiya mwanakomana waSharumu naAmasa mwanakomana waHadhirai vakamira vopikisana nevainge vachiuya vachibva kuhondo vachivati,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vamwe vakuru vavana vaEfuremu, vaiti: Azaria mwanakomana waJohanani, naBherekia mwanakomana waMeshiremoti, naJehizikia mwanakomana waSharumi, naAmasa mwanakomana waHadhirai, vakadzivisa avo vabva pakurwa,
Shona 2009?
Ipapo vamwe vakuru vavana vaEfuremu, vaiti: Azaria mwanakomana waJohwanani, naBherekia mwanakomana waMeshiremoti, naJehizikia mwanakomana waSharumi, naAmasa mwanakomana waHadhirai, vakadzivisa avo vabva pakurwa,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vamwe vakuru vavana vaEfuremu, vaiti: Azaria mwanakomana waJohanani, naBherekia mwanakomana waMeshiremoti, naJehizikia mwanakomana waSharumi, naAmasa mwanakomana waHadhirai, vakadzivisa avo vabva pakurwa,