2 Chronicles 28:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakati kwaʋari: Hamuŋgapindi pano naʋatapxa, nokuti munoʋaʋarira kuita cinhu cicatiparisa mhaka panaJehova, mugowedzera paɀiʋi ɀeɗu nemhoȿa yeɗu; nokuti mhoȿa yeɗu ihuru, ʋaIsraeri ʋatsamŋirwa kwaɀo naJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati, “Hamufaniri kuuyisa vasungwa ivavo kuno kuti tirege kuva nemhosva pamberi paJehovha. Munoda kuwedzera here pamusoro pechivi chedu nemhosva yedu? Nokuti mhosva yedu yatokura kare, uye kutsamwa kwake kunotyisa kwava pamusoro peIsraeri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Regai kuunza nhapwa idzo muno nokuti mava kuda kutipinza mumhosva naTenzi topara dzimwe pamusoro pemhosva dzedu nezvitadzo zvatinazvo izvozvi, nokuti mhosva yedu yakatokura kare uye yatoipa kwazvo kupfukira vokwaIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakati kwavari, “Hamungapindi pano navatapwa, nokuti munovhavhaira kuita chinhu chichatiparisa mhaka pana Jehovha, mugowedzera pazvivi zvedu nemhosva yedu; nokuti mhosva yedu ihuru, vaIsiraeri vatsamwirwa kwazvo naJehovha.”
Shona 2009?
vakati kwavari, "Hamungapindi pano navatapwa, nokuti munovavarira kuita chinhu chichatiparisa mhaka pana Jehovha, mugowedzera pazvivi zvedu nemhosva yedu; nokuti mhosva yedu ihuru, vaIsiraeri vatsamwirwa kwazvo naJehovha."
Shona SUB 2002 Bible
vakati kwavari, “Hamungapindi pano navatapwa, nokuti munovhavhaira kuita chinhu chichatiparisa mhaka pana Jehovha, mugowedzera pazvivi zvedu nemhosva yedu; nokuti mhosva yedu ihuru, VaIsiraeri vatsamwirwa kwazvo naJehovha.”
Recommended Reading