2 Chronicles 28:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋarwi ʋakasiya ʋatapxa neɀakapambga kumacinda neʋuŋgano yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka varwi vakasiya vasungwa nezvose zvavakanga vapamba pamberi pavakuru neungano yose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro varwi vaya vakanga vakapakata zvombo zvehondo vakasiya nhapwa nezvinhu zvavakanga vapamba paiva nemachinda negungano rose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo varwi vakasiya vatapwa nezvakapambwa kumachinda neungano yose.
Shona 2009?
Ipapo varwi vakasiya vatapwa nezvakapambwa kumachinda neungano yose.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo varwi vakasiya vatapwa nezvakapambwa kumachinda neungano yose.