2 Chronicles 28:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
NaʋaFiristia ʋo ʋakaŋga ʋaʋamba maguta amapani, naaiʋa kurutiʋi rwezasi rwaJuda, ʋakakunda Beti‐shemeshi, neAijaroni, neGederoti, neSoko, nemisha yawo, neTimna, nemisha yaro, neGimzo nemisha yaro; ʋakagara’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva imwe cheteyo vaFiristia vakanga vapamba maguta omujinga mezvikomo nomuNegevhi yeJudha. Vakatora uye vakagara muBheti Shemeshi, Aijaroni neGedheroti pamwe chete neSoko, Timina neGimizo nemisha yavo yose yakaapoteredza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaFirisitia vakanga varwisa maguta omunyika yamanhika yeShefera nomuNegevhu yokwaJudha. Vakanga vakurira maguta eBhetishemeshi neAijaroni neGedheroti neSoko nemisha yaro neTimuna nemisha yaro neGimuza nemisha yaro, ndokubva vagara ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
NavaFirisitiawo vakanga vavamba maguta amapani, naaiva kurutivi rwezasi rwaJudha, vakakunda Bhetishemeshi, neAijaroni, neGedheroti, neSoko, nemisha yawo, neTimina, nemisha yaro, neGimizo nemisha yaro; vakagarapo.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible