2 Chronicles 28:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jehova wakaninipisa ʋaJuda nokuɗa kwaAhazi mambo waIsraeri; nokuti wakaŋga aita ɀakaipa paJuda, akatadzira Jehova kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akaninipisa Judha nokuda kwaAhazi mambo weIsraeri, nokuti akanga akuridzira zvakaipa muJudha uye akanga anyanya kusatendeka kuna Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sezvo Tenzi akadupikisa Judha pamusana paAhazi mambo wokwaIsiraeri nokuti akanga aita zvisina nomusoro wese uye atorega kuva munhu ari pachokwadi naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jehovha akaninipisa vaJudha nokuda kwaAhazi mambo waIsiraeri; nokuti akanga aita zvakaipa paJudha, akatadzira Jehovha kwazvo.
Shona 2009?
Nokuti Jehovha akaninipisa vaJudha nokuda kwaAhazi mambo waIsiraeri; nokuti akanga aita zvakaipa paJudha, akatadzira Jehovha kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jehovha akaninipisa vaJudha nokuda kwaAhazi mambo waIsiraeri; nokuti akanga aita zvakaipa paJudha, akatadzira Jehovha kwazvo.