2 Chronicles 28:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Tirgati‐pirineseri mambo weAsiria akaʋuya kuzorwa naye, akamumanikidza, asi haana‐kumukunda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tigirati-Pireseri mambo weAsiria akauya kwaari, asi akamupa matambudziko pano kuti amubatsire.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro Tirigatipirieseru mambo weAsiria akauya kuzomurwisa akamuonesa nhamo panzvimbo pokumutsigira
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Tirigatipirineseri mambo weAsiria akauya kuzorwa naye, akamumanikidza, asi haana kumukunda.
Shona 2009?
Zvino Tirigatipirineseri mambo weAsiria akauya kuzorwa naye, akamumanikidza, asi haana kumukunda.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Tirigati-pireza mambo weAsiria akauya kuzorwa naye, akamumanikidza, asi haana kumukunda.