2 Chronicles 28:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ʋo matunhu akakwirira paguta rimŋe nerimŋe raJuda kuzopisira ʋamŋe ʋamŋari ɀinonhuwira ipapo, akatsamŋisa Jehova Mŋari wamadziɓaɓa ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muguta rimwe nerimwe reJudha akavaka nzvimbo dzakakwirira kuti agopisira zvipiriso kuna vamwe vamwari uye zvikamutsa hasha dzaJehovha, Mwari wamadzibaba ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumaguta ose okwaJudha akagadzira nzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira dzokupisira rusenzi kune vamwari vasirivo akavirutsa nehasha Tenzi, Mwari wemadzibaba ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaitawo matunhu akakwirira paguta rimwe nerimwe raJudha kuzopisira vamwe vamwari zvinonhuwira ipapo, akatsamwisa Jehovha Mwari wamadzibaba ake.
Shona 2009?
Akaitawo matunhu akakwirira paguta rimwe nerimwe raJudha kuzopisira vamwe vamwari zvinonhuhwira ipapo, akatsamwisa Jehovha Mwari wamadzibaba ake.
Shona SUB 2002 Bible
Akaitawo matunhu akakwirira paguta rimwe nerimwe raJudha kuzopisira vamwe vamwari zvinonhuwira ipapo, akatsamwisa Jehovha Mwari wamadzibaba ake.