2 Chronicles 28:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Peka mŋanakomana waRemaria wakaʋuraya paJuda ʋanhu ʋaneɀuru ɀinezana namakumi maʋiri pazuʋa rimŋe; ʋose ʋari ʋarume ʋoʋumhare; nokuti ʋakaŋga ʋasiya Jehova Mŋari wamadziɓaɓa aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva rimwe chete, Peka mwanakomana waRemaria akauraya varwi zviuru zana namakumi maviri muJudha, nokuti Judha yakanga yarasa Jehovha, Mwari wamadzibaba avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti nezuva rimwechete chairo, Peka mwanakomana waRemariya akauraya vanhu zviuru zana nemakumi maviri maJudha vose vakanga vari mvumba chaidzo dzokurwa hondo pamusana pokuti vakanga vafuratira Tenzi, Mwari wamadzibaba avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Peka mwanakomana waRemaria akauraya paJudha vanhu vane zviuru zvine zana namakumi maviri pazuva rimwe; vose vari varume voumhare; nokuti vakanga vasiya Jehovha Mwari wamadzibaba avo.
Shona 2009?
Nokuti Peka mwanakomana waRemaria akauraya paJudha vanhu vane zviuru zvine zana namakumi maviri pazuva rimwe; vose vari varume voumhare; nokuti vakanga vasiya Jehovha Mwari wamadzibaba avo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Peka mwanakomana waRemaria akauraya paJudha vanhu vane zviuru zvine zana namakumi maviri pazuva rimwe; vose vari varume voumhare; nokuti vakanga vasiya Jehovha Mwari wamadzibaba avo.