2 Chronicles 28:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Zikri murume waEfraimi, wakaŋga anesimba, akaʋuraya Maaseya mŋanakomana wamambo, naAzrikami mutariri weimba, naErkana mukuru kuteʋera mambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zikiri murwi wokuEfuremu, akauraya Maaseya mwanakomana wamambo, Azirikami mutariri mukuru womuzinda naErikana, mutevedzeri wamambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zikiri gamba rokwaEfuremu rakauraya Maaseya mwanakomana wamambo, naZirikamu mukuru mukuru womumuzinda naErikana mutevedzeri wamambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zikiri murume waEfuremu, akanga ane simba, akauraya Maaseya mwanakomana wamambo, naAzirikami mutariri weimba, naErikana mukuru kutevera mambo.
Shona 2009?
Zikiri murume waEfuremu, akanga ane simba, akauraya Maaseya mwanakomana wamambo, naAzirikami mutariri weimba, naErikana mukuru kutevera mambo.
Shona SUB 2002 Bible
Zikiri murume waEfuremu, akanga ane simba, akauraya Maaseya mwanakomana wamambo, naAzirikami mutariri weimba, naErikana mukuru kutevera mambo.