2 Chronicles 29:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hezekia wakataŋga kuɓata ʋushe aȿika makore makumi maʋiri namashanu; akaɓata ʋushe paJerusarema makore makumi maʋiri namapfumbamŋe; zita ramai ʋake rakaŋga riri Abija mukunda waZekaria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hezekia aiva namakore makumi maviri namashanu paakava mambo, akatonga muJerusarema kwamakore makumi maviri namapfumbamwe. Zita ramai vake rainzi Abhija mwanasikana waZekaria.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hezekiya akatanga kutonga ava namakore makumi maviri namashanu, akatonga kwamakore makumi maviri namapfumbamwe ari muJerusaremu. Zita raamai vake rainzi Abhiya mwanasikana waZekariya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hezekia wakatanga kubata ushe asvika makore makumi maviri namashanu; akabata ushe paJerusaremu makore makumi maviri namapfumbamwe; zita ramai vake rakanga riri Abhija mukunda waZekariya.
Shona 2009?
Hezekia wakatanga kubata ushe asvika makore makumi maviri namashanu; akabata ushe paJerusaremu makore makumi maviri namapfumbamwe, zita ramai vake rakanga riri Abhija mukunda waZekariya.
Shona SUB 2002 Bible
Hezekiya wakatanga kubata ushe asvika makore makumi maviri namashanu; akabata ushe paJerusaremu makore makumi maviri namapfumbamwe; zita ramai vake rakanga riri Abhija mukunda waZekariya.