2 Chronicles 29:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mŋoyo waŋgu unoɗa kuita suŋgano naJehova Mŋari waIsraeri, kuti kutsamŋa kwake kukuru kubviswe kwatiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvino ndinoda kuita mhiko naJehovha, Mwari waIsraeri; kuitira kuti kutsamwa kwake kunotyisa kubve kwatiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvino chandafunga mumwoyo mangu ini kuita chitenderano naTenzi, Mwari weIsiraeri kuitira kuti achirega kutivirukira nehasha dzake dzinotyisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino mwoyo wangu unoda kuita sungano naJehovha Mwari waIsiraeri, kuti kutsamwa kwake kukuru kubviswe kwatiri.
Shona 2009?
"Zvino moyo wangu unoda kuita sungano naJehovha Mwari waIsiraeri, kuti kutsamwa kwake kukuru kubviswe kwatiri.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino mwoyo wangu unoda kuita sungano naJehovha Mwari waIsiraeri, kuti kutsamwa kwake kukuru kubviswe kwatiri.