2 Chronicles 29:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋaRevi ʋakasimuka, Mahati mŋanakomana waAmasai, naJoeri mŋanakomana waAzaria pakati paʋanakomana ʋaʋaKohati; napakati paʋanakomana ʋaMerari, Kishi mŋanakomana waAbdi, naAzaria mŋanakomana waJeharereri; napakati paʋaGershoni, Joa mŋanakomana waZimma, naEdeni mŋanakomana waJoa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vaRevhi ava vakasimuka vakashanda: kubva kuvaKohati, Mahati mwanakomana waAmasai naJoere mwanakomana waAzaria; kubva kuvaMerari, Kishi mwanakomana waAbhidhi naAzania mwanakomana waJeharereri; kubva kuvaGerishoni, Joa mwanakomana waZima naEdheni mwanakomana waJoa;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaRevhi ava vakazosimuka, paiti: Mahati mwanakomana waAmasai naJoeri mwanakomana waAzariya vokuvanakomana vokwaKohati, pouya kuvanakomana vokwaMerari Paiti: Kishi mwanakomana waAbhudhi naAzariya mwanakomana waJeharereri poti kuvanakomana vokwaGerishoni Joa mwanakomana vaZima naEdheni mwanakomana waJoa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vaRevhi vakasimuka, Mahati mwanakomana waAmasai, naJoeri mwanakomana waAzaria pakati pavanakomana vavaKohati, napakati pavanakomana vaMerari, Kishi mwanakomana waAbhidhi, naAzaria mwanakomana waJeharereri; napakati pavaGerishoni, Joa mwanakomana waZimima, naEdheni mwanakomana waJoa;
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible