2 Chronicles 29:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye nhumbi dzose dzakarashwa namambo Ahazi pakuɗarika kwake ŋguʋa yaakaɓata ʋushe, tadzigadzira nokudzinatsa; tarirai, dziri pamberi peartari yaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tagadzira uye tanatsa midziyo yose yakabviswa naMambo Ahazi mukusatendeka kwake paakanga ari mambo. Zvino yava pamberi pearitari yaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Midziyo yose yakanga yaraswa namambo Ahazi paakanga achiri kutonga ava munhu asisiri pakutendendeka taigadzira tikaichenura. Kutaura kuno zviri pamberi peatari yaTenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye nhumbi dzose dzakarashwa namambo Ahazi pakudarika kwake nguva yaakabata ushe, tadzigadzira nokudzinatsa; tarirai, dziri pamberi pearitari yaJehovha.”
Shona 2009?
Uye nhumbi dzose dzakarashwa namambo Ahazi pakudarika kwake nguva yaakabata ushe, tadzigadzira nokudzinatsa; tarirai, dziri pamberi pearitari yaJehovha."
Shona SUB 2002 Bible
Uye nhumbi dzose dzakarashwa namambo Ahazi pakudarika kwake nguva yaakabata ushe, tadzigadzira nokudzinatsa; tarirai, dziri pamberi peatari yaJehovha.”