2 Chronicles 29:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo Hezekia akamuka maŋgwanani, akaʋuŋganidza macinda eguta, akaenda kumba kwaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mangwanani ezuva raitevera Mambo Hezekia akaunganidza vakuru veguta pamwe chete vakakwira kutemberi yaJevhovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Hezekiya akamuka rungwanani akaunganidza vakuru vakuru veguta akakwira kuimba yaTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo Hezekia akamuka mangwanani, akaunganidza machinda eguta, akaenda kumba kwaJehovha.
Shona 2009?
Zvino mambo Hezekia akamuka mangwanani, akaunganidza machinda eguta, akaenda kumba kwaJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo Hezekiya akamuka mangwanani, akaunganidza machinda eguta, akaenda kumba kwaJehovha.
Recommended Reading