2 Chronicles 29:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakaʋuraya nzombe, ʋaprista ʋakaciŋga ropa, ndokurisasa paartari; ʋakaʋuraya makondobge, ʋakasasa ropa paartari; ʋakaʋuraya ʋo makwaiana, ʋakasasa ropa paartari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakauraya hando dziya, uye vaprista vakatora ropa vakarisasa paaritari mushure mezvo vakauraya makondohwe vakasasa ropa rawo paaritari; uye vakauraya makwayana vakasasa ropa rawo paaritari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvowo vakauraya handira dziye, vapristi vakasasa ropa radzo paatari. Vakaurayawo hondohwe dziye vakamwayawo ropa radzo kuatari vakazourayawo hwayana dziye vakasasa ropa radzo kuatari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakauraya nzombe, vapristi vakachinga ropa, ndokurisasa paaritari; vakauraya makondobwe, vakasasa ropa paaritari; vakaurayawo makwayana, vakasasa ropa paaritari.
Shona 2009?
Ipapo vakauraya nzombe, vaprista vakachinga ropa, ndokurisasa paaritari; vakauraya makondobwe, vakasasa ropa paaritari; vakaurayawo makwayana, vakasasa ropa paaritari.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakauraya nzombe, vapristi vakachinga ropa, ndokurisasa paatari; vakauraya makondobwe, vakasasa ropa paatari; vakaurayawo makwayana, vakasasa ropa paatari.