2 Chronicles 29:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hezekia akaraira kuti ʋaɓayire cipiriso cinopiswa paartari. Ɀino cipiriso cinopiswa cakati cicitaŋga kupiswa, rwiyo rwaJehova ndokutaŋga ʋo, ʋuye hwamanda pamŋe cete neɀokuridza ɀaDavidi mambo waIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hezekia akarayira kuti chipiriso chinopiswa chipiswe paaritari. Chipiriso pachakatanga, kuimbira Jehovha kwakatangawo, kuchiteverwa nehwamanda nezviridzwa zvaDhavhidhi mambo weIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hezekiya ndokubva ati mipiro yokupisa ichipirwa paatari. Pakatanga kuitwa mupiro wokupisa ndopakabvawo patangwa kuimbira Tenzi rwiyo mabhosvo oridzwa zvino pamwechete nezvokuimbisa zvokuridza zvaDhavhidhi mambo weIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hezekia akaraira kuti vabayire chipiriso chinopiswa paaritari. Zvino chipiriso chinopiswa chakati chichitanga kupiswa, rwiyo rwaJehovha ndokutangawo, uye hwamanda pamwechete nezvokuridza zvaDhavhidhi mambo waIsiraeri.
Shona 2009?
Hezekia akaraira kuti vabayire chipiriso chinopiswa paaritari. Zvino chipiriso chinopiswa chakati chichitanga kupiswa, rwiyo rwaJehovha ndokutangawo, uye hwamanda pamwechete nezvokuridza zvaDhavhidhi mambo waIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Hezekiya akaraira kuti vabayire chipiriso chinopiswa paatari. Zvino chipiriso chinopiswa chakati chichitanga kupiswa, rwiyo rwaJehovha ndokutangawo, uye hwamanda pamwechete nezvokuridza zvaDhavhidhi mambo waIsiraeri.