2 Chronicles 29:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuŋgano yose ndokunamata, ʋaimbi ʋakaimba, naʋaridzi ʋehwamanda ʋakaridza; iɀoɀi ɀose ɀikaramba ɀiciitwa kuȿikira cipiriso cinopiswa capera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ungano yose yakakotama ichinamata, vaimbi pavaiimba uye varidzi vehwamanda vachiridza. Zvose izvi zvakaenderera mberi kusvikira chibayiro chechipiriso chinopiswa chapera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gungano rose rakati pasi gwadagwa kupfugama, vaimbi mumhanzi vachiimba, uku mabhosvo achidandaura kudzamara mupiro wokupisa wapera kuti nho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ungano yose ndokunamata, vaimbi vakaimba, navaridzi vehwamanda vakaridza; izvozvi zvose zvikaramba zvichiitwa kusvikira chipiriso chinopiswa chapera.
Shona 2009?
Ungano yose ndokunamata, vaimbi vakaimba, navaridzi vehwamanda vakaridza; izvozvi zvose zvikaramba zvichiitwa kusvikira chipiriso chinopiswa chapera.
Shona SUB 2002 Bible
Ungano yose ndokunamata, vaimbi vakaimba, navaridzi vehwamanda vakaridza; izvozvi zvose zvikaramba zvichiitwa kusvikira chipiriso chinopiswa chapera.