2 Chronicles 29:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀinhu ɀakatsaurirwa Jehova ɀakaȿika nzombe dzinamazana matanhatu, namakwai aneɀuru ɀitatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mhuka dzose dzakanga dzatsaurwa sezvipiriso dzaisvika hando mazana matanhatu namakwai nembudzi zviuru zvitatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mipiro yakanga yakateketererwa kuna Mwari yaiva mazana matanhatu ehandira nezviuru zvitatu zvehwai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvinhu zvakatsaurirwa Jehovha zvakasvika nzombe dzina mazana matanhatu, namakwai ane zviuru zvitatu.
Shona 2009?
Zvinhu zvakatsaurirwa Jehovha zvakasvika nzombe dzina mazana matanhatu, namakwai ane zviuru zvitatu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvinhu zvakatsaurirwa Jehovha zvakasvika nzombe dzina mazana matanhatu, namakwai ane zviuru zvitatu.