2 Chronicles 29:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Hezekia akafara, naʋanhu ʋose, nokuɗa kweɀose ɀakaŋga ɀagadzirirwa ʋanhu naMŋari; nokuti cinhu ici cakaitwa nokucimbidzika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hezekia navanhu vose vakapemberera zvakanga zvauyiswa naMwari kuvanhu vake nokuti zvakanga zvaitwa nokukurumbidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hezekiya navanhu vose vakafara kwazvo nezvakanga zvaitirwa vanhu naMwari nokuti izvozvo zvakanga zvaitika nenguva isipi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Hezekia akafara, navanhu vose, nokuda kwezvose zvakanga zvagadzirirwa vanhu naMwari; nokuti chinhu ichi chakaitwa nokuchimbidzika.
Shona 2009?
Ipapo Hezekia akafara, navanhu vose, nokuda kwezvose zvakanga zvagadzirirwa vanhu naMwari; nokuti chinhu ichi chakaitwa nokuchimbidzika.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Hezekiya akafara, navanhu vose, nokuda kwezvose zvakanga zvagadzirirwa vanhu naMwari; nokuti chinhu ichi chakaitwa nokuchimbidzika.