2 Chronicles 29:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati kwaʋari: Cindinzwai, imi ʋaRevi; ciɀinatsai ɀino, munatse ʋo imba yaJehova Mŋari wamadziɓaɓa enyu; mutakurire kunze tȿina yose iri munɀimbo tȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye akati, “Teererai kwandiri, vaRevhi! Zvinatsei zvino uye munatse temberi yaJehovha, Mwari wamadzibaba enyu. Mubvise kusvibiswa kwose munzvimbo tsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akati kwavari, “Nditeererei munzwe imi vaRevhi! Chizvichenurai muchenurewo imba yaTenzi, Mwari wamadzibaba enyu mutakure tsvina iyi muibvise munzvimbo inoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati kwavari, “Chindinzwai, imi vaRevhi; chizvinatsai zvino, munatsewo imba yaJehovha Mwari wamadzibaba enyu; mutakurire kunze tsvina yose iri munzvimbo tsvene.
Shona 2009?
akati kwavari, "Chindinzwai, imwi vaRevhi; chizvinatsai zvino, munatsewo imba yaJehovha Mwari wamadzibaba enyu; mutakurire kunze tsvina yose iri munzvimbo tsvene.
Shona SUB 2002 Bible
akati kwavari, “Chindinzwai, imi vaRevhi; chizvinatsai zvino, munatsewo imba yaJehovha Mwari wamadzibaba enyu; mutakurire kunze tsvina yose iri munzvimbo tsvene.