2 Chronicles 29:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti madziɓaɓa eɗu akaɗarika, ʋakaita ɀakaipa pamberi paJehova Mŋari weɗu, ʋakamusiya, ʋakarega kutarira kuʋugaro bgaJehova, ndokumufuratira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madzibaba edu akanga asina kutendeka; vakaita zvakaipa pamberi paJehovha Mwari uye vakamusiya. Vakabvisa zviso zvavo panzvimbo inogara Jehovha, vakamufuratira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti madzibaba edu anga ari vanhu vasiri pachokwadi naMwari'ka vanga vachiita zvakaipa zvisingadiwe naTenzi, Mwari wedu. ZvaMwari, vakakanda pasi vakafuratira ugaro hwaTenzi vakamupa gotsi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti madzibaba edu akadarika, vakaita zvakaipa pamberi paJehovha Mwari wedu, vakamusiya, vakarega kutarira kuugaro hwaJehovha, ndokumufuratira.
Shona 2009?
Nokuti madzibaba edu akadarika, vakaita zvakaipa pamberi paJehovha Mwari wedu, vakamusiya, vakarega kutarira kuugaro hwaJehovha, ndokumufuratira.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti madzibaba edu akadarika, vakaita zvakaipa pamberi paJehovha Mwari wedu, vakamusiya, vakarega kutarira kuugaro hwaJehovha, ndokumufuratira.