2 Chronicles 29:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti tarirai, madziɓaɓa eɗu akaparadzwa nomunondo; ʋanakomana ʋeɗu naʋanasikana ʋeɗu naʋakadzi ʋeɗu ʋakatapxa nokuɗa kwaiɀoɀi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndokusaka madzibaba edu akaurayiwa nomunondo uye vanakomana navanasikana vedu navakadzi vedu vava muutapwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chitarisaika muone kuti madzibaba edu navana vedu vakomana navasikana vakaurayiwa namapakatwa uye vakadzi vedu vari kuhutapwa naizvozvi izvi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti tarirai, madzibaba edu akaparadzwa nomunondo; vanakomana vedu navanasikana vedu navakadzi vedu vakatapwa nokuda kwaizvozvi.
Shona 2009?
Nokuti tarirai, madzibaba edu akaparadzwa nomunondo; vanakomana vedu navanasikana vedu navakadzi vedu vakatapwa nokuda kwaizvozvi.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti tarirai, madzibaba edu akaparadzwa nomunondo; vanakomana vedu navanasikana vedu navakadzi vedu vakatapwa nokuda kwaizvozvi.