2 Chronicles 3:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mapapiro amakerubi akaȿika makubiti anamakumi maʋiri pakureɓa kwawo; ɓapiro rerimŋe rakaŋga rinamakubiti mashanu, riciȿika kumadziro eimba; nerimŋe ɓapiro ʋo rakaŋga rinamakubiti mashanu, riciȿika kuɓapiro rerimŋe kerubi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mapapiro amakerubhi pamwe chete aisvika makubhiti makumi maviri pakureba kwawo. Bapiro rimwe chete rekerubhi rokutanga rakanga rakareba makubhiti mashanuf uye raibata madziro etemberi, rimwe bapiro rayo rakareba makubhiti mashanu richibata rimwe bapiro reimwe kerubhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mapapiro amakerubhu pamwechete aiita mamita mapfumbamwe. Bapiro rimwechete rekerubhu raiita mamita maviri nemasendimita makumi maviri, rainoguma kumadziro kwemba iyoyo. Rimwe bapiro racho raiitawo mamita maviri nemasendimita makumi maviri raigumana nebapiro rerimwe kerubhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mapapiro amakerubhi akasvika makubhiti ana makumi maviri pakureba kwawo; bapiro rerimwe rakanga rina makubhiti mashanu, richisvika kumadziro eimba; nerimwe bapirowo rakanga rina makubhiti mashanu, richisvika kubapiro rerimwe kerubhi.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible