2 Chronicles 3:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mapapiro amakerubi awa akaŋga akatambanudzwa, akaȿika makubiti makumi maʋiri; akaŋga amire namakumbo awo, ɀiso ɀawo ɀakariŋgira kumba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mapapiro amakerubhi aiva akareba makubhiti makumi maviri. Akanga akamira namakumbo awo, akatarisa kuimba huru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mapapiro emakerubhu iwayo akanga akatambanudzwamo achiita mamita mapfumbamwe. Makerubhu aya akanga akamira nemakumbo akaringira kumba kwacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mapapiro amakerubhi awa akanga akatambanudzwa, akasvika makubhiti makumi maviri; akanga amire namakumbo awo, zviso zvawo zvakaringira kumba.
Shona 2009?
Mapapiro amakerubhi awa akanga akatambanudzwa, akasvika makubhiti makumi maviri; akanga amire namakumbo awo, zviso zvawo zvakaringira kumba.
Shona SUB 2002 Bible
Mapapiro amakerubhi awa akanga akatambanudzwa, akasvika makubhiti makumi maviri; akanga amire namakumbo awo, zviso zvawo zvakaringira kumba.