2 Chronicles 3:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ʋo pamberi peimba mbiru mbiri; kukwirira kwadzo kwakaȿika makubiti anamakumi matatu namashanu, nomusoro wakaŋga uri pamsoro peimŋe neimŋe wakaȿika makubiti mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamberi petemberi akagadzira mbiru mbiri, dzose pamwe chete dzakanga dzakareba makubhiti makumi matatu namashanug, mbiru imwe neimwe yaiva nomusoro pamusoro payo wakanga wakareba makubhiti mashanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusuo pemba yacho, akaita misimboti miviri yaisvika mamita gumi namashanu ane masendimita makumi mashanu. Mumwe nomumwe wayo uine chepamusoro pawo chaiita mamita maviri ane masendimita makumi maviri kureba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaitawo pamberi peimba mbiru mbiri; kukwirira kwadzo kwakasvika makubhiti ana makumi matatu namashanu, nomusoro wakanga uri pamusoro peimwe neimwe wakasvika makubhiti mashanu.
Shona 2009?
Akaitawo pamberi peimba mbiru mbiri; kukwirira kwadzo kwakasvika makubhiti ana makumi matatu namashanu, nomusoro wakanga uri pamusoro peimwe neimwe wakasvika makubhiti mashanu.
Shona SUB 2002 Bible
Akaitawo pamberi peimba mbiru mbiri; kukwirira kwadzo kwakasvika makubhiti ana makumi matatu namashanu, nomusoro wakanga uri pamusoro peimwe neimwe wakasvika makubhiti mashanu.