2 Chronicles 3:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akafukidza ʋo imba nendarama, namatanda ayo, neɀikumbaridzo ɀayo, namadziro ayo, namagonhi ayo; akaʋeza makerubi pamadziro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akafukidzawo matanda edenga magwatidziro, madziro, namakonhi etemberi negoridhe, uye akavezera makerubhi pamadziro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro akanamirira ndarama kumadziro mumba imomo namapango ayo edenga okutandarika nezviguvare zvayo namadziro acho namagoni ayo. Akavezera pamadziro ipapo mifananidzo yezvisikwa zvinonzi makerubhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akafukidzawo imba nendarama, namatanda ayo, nezvikumbaridzo zvayo, namadziro ayo, namagonhi ayo; akavezera makerubhi pamadziro.
Shona 2009?
Akafukidzawo imba nendarama, namatanda ayo, nezvikumbaridzo zvayo, namadziro ayo, namagonhi ayo; akavezera makerubhi pamadziro.
Shona SUB 2002 Bible
Akafukidzawo imba nendarama, namatanda ayo, nezvikumbaridzo zvayo, namadziro ayo, namagonhi ayo; akavezera makerubhi pamadziro.