2 Chronicles 30:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo nhume dzakamhanya dzikapota pamaguta ose panyika yose yaEfraimi naManase, kuȿikira paZeburuni; asi ʋakaʋaseka, nokuʋaɗaɗira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakatumwa vakaenda kuguta neguta muEfuremu neManase, kusvikira kuZebhuruni, asi vanhu vakavashora uye vakavaseka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka vokumhanya neshoko vaya vakabvongodza maguta nyika yose yokwaEfuremu naManase kusvikira kwaZebhuruni asi ivo vakatovapfida kuseka vakavazvidza nokuvasveeredza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo nhume dzakamhanya dzikapota pamaguta ose panyika yose yaEfuremu naManase, kusvikira paZebhuruni; asi vakavaseka, nokuvadadira.
Shona 2009?
Naizvozvo nhume dzakamhanya dzikapota pamaguta ose panyika yose yaEfuremu naManase, kusvikira paZebhuruni; asi vakavaseka, nokuvadadira.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo nhume dzakamhanya dzikapota pamaguta ose panyika yose yaEfuremu naManase, kusvikira paZebhuruni; asi vakavaseka, nokuvadadira.