2 Chronicles 30:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakaʋuraya gwaiana re paseka pazuʋa regumi namanna romŋedzi wecipiri; ʋaprista naʋaRevi ʋakanyara, ʋakaɀinatsa, ʋakaʋuya neɀipiriso ɀinopiswa mumba maJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakauraya gwayana rechibayiro chePasika pazuva regumi neina romwedzi wechipiri. Vaprista navaRevhi vakanyara kwazvo vakazvinatsa vakauyisa zvipiriso zvinopiswa kutemberi yaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakauraya hwayana yePasika pazuva regumi nechina remwedzi wechipiri. Vapristi nevaRevhi vakanyara nazvo zvikazoita kuti vazvichenurewo vakatozouyawo nemipiro yokupisa mumba yaTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakauraya gwayana rePasika pazuva regumi namana romwedzi wechipiri; vapristi navaRevhi vakanyara, vakazvinatsa, vakauya nezvipiriso zvinopiswa mumba maJehovha.
Shona 2009?
Ipapo vakauraya gwayana rePasika pazuva regumi namana romwedzi wechipiri; vaprista navaRevhi vakanyara, vakazvinatsa, vakauya nezvipiriso zvinopiswa mumba maJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakauraya gwayana rePasika pazuva regumi namana romwedzi wechipiri; vapristi navaRevhi vakanyara, vakazvinatsa, vakauya nezvipiriso zvinopiswa mumba maJehovha.