2 Chronicles 30:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋaEfraimi naʋaManase, naʋaIsakari naʋaZeburuni, ʋakaŋga ʋasina‐kuɀinatsa; kunyaŋge ɀakaɗaro ʋakadya paseka nomutoʋo wakapesana nowakanyorwa. Nokuti Hezekia wakaŋga aʋanyeŋgeterera, aciti: Jehova wakanaka ŋgaakaŋganwire mumŋe nomumŋe,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange vazhinji, vavanhu vazhinji ava vakabva kuEfuremu, Manase, Isakari neZebhuruni vakanga vasina kuzvichenesa asi vakadya Pasika, zvichipikisana nezvakanga zvakanyorwa. Asi Hezekia akavanyengeterera achiti, “Jehovha, iye akanaka, ngaaregerere hake munhu wose
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakadaro zvazvo vanhu vakawanda, vazhinji vavo vari vokwaEfuremu nokwaManase nokwaIsakari nokwaZeburuni havana kunge vazvichenura, asi havana kudya Pasika samanyorerwo azvakanga zvakaitwa. Bva Hezekiya akavanamatira achiti, “Tenzi makanaka regereraiwo munhu wose
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vanhu vazhinji-zhinji vaEfuremu navaManase, navaIsakari navaZebhuruni, vakanga vasinakuzvinatsa; kunyange zvakadaro vakadya Pasika nomutowo wakapesana nowakanyorwa. Nokuti Hezekia akanga avanyengeterera, achiti, “Jehovha wakanaka ngaakanganwire mumwe nomumwe,
Shona 2009?
Nokuti vanhu vazhinji-zhinji vaEfuremu navaManase, navaIsakari navaZebhuruni, vakanga vasinakuzvinatsa; kunyange zvakadaro vakadya Pasika nomutowo wakapesana nowakanyorwa. Nokuti Hezekia akanga avanyengeterera, achiti, "Jehovha wakanaka ngaakangamwire mumwe nomumwe,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vanhu vazhinji zhinji vaEfuremu navaManase, navaIsakari navaZebhuruni, vakanga vasina kuzvinatsa; kunyangwe zvakadaro vakadya Pasika nomutowo wakapesana nowakanyorwa. Nokuti Hezekiya akanga avanyengeterera, achiti, “Jehovha wakanaka ngaakanganwire mumwe nomumwe,